-
-40%
-
-50%
-
-50%
-
-50%
-
-50%
-
Sale!
Maungira EZimbabwe
0Original price was: $6,00.$5,00Current price is: $5,00.Maungira eZimbabwe mutinhimira wekudandira kwemazwi eashauri. Nhasi Zimbabwe izere namaungira anonzwika kumativi mana ayo ose. Kutekenywa kune unyanzvi kwezviridzwa, kushaurwa kwenziyo, kuridzirana huwi, kuungudza, zvikwe-e, miridzo, mhururu, manja, tyava, mahon’era, nekukokerana humwe nemitambo, zvese izvi zvinonwikwa maungira azvo achibva mumakomo nemune dzimwe nzvimbo dzakakwirira munzanga dzatigere. Iwaya maungira atinonzwa munzanga dzeZimbabwe ndiwo ari kubuda nomugwaro rino radai kuunganirwa nevanyori avo varunza kubva kumativi mana enyika kuzoita maonerapamwe chuma chomuzukuru vachiyanika pachena zvinoitika munzanga dzeZimbabwe kuburikidza nenduri. Teyai nzeve dzenyu kuMaungira eZimbabwe muzvinzwire zviri kuitika mumatunhu enyika yeZimbabwe.
-
-40%
Mutariko Wenyambo Dzevana Vechikoro
0Original price was: $5,00.$3,00Current price is: $3,00.Short description:
Bhuku rino rine nyambo dzavadzidzi vematanho eprimary nesecondary dzinozipa. Nyambo idzi dzinovaraidzavo ndokudzidzisa kunyangwe vaya vasiri vadzidzi. Nyambo idzi dzinoindirana nezvisungo zvebumbiro idzva rezvedzidzo rakanatsurudzwa ra2025. -
-40%
Mutariko Wenyambo Dzevana Vechikoro vol 2
0Original price was: $5,00.$3,00Current price is: $3,00.Bhuku rine nyambo dzevadzidzi vematanho ose dzinozipa Nyambo idzi dzinovaraidzavo nekudzidzisa kunyangwe vaya vasiri vadzidzi.Nyambo idzi dzinoindirana nezvisungo zvebumbiro idzva rezvedzidzo rakanatsurudzwa, 2025.
-
-50%
-
-14%
Nhava YeNdendende YeNhorimbo
0Original price was: $7,00.$6,00Current price is: $6,00.Nhava is an anthology of Shona poetry exuding social, religious and economic activities in society
-
Sale!
Nova The Great And Other Stories
0Original price was: $6,00.$5,00Current price is: $5,00.Nova The Great and Other Stories
-