Description
- Bhuku iri rakadengezera zvinotevera:-Rinoita kuti vadzidzi vadzidze vachinakirwa uye kunakirwa no kudzidza.
-Rinopa vadzidzi ruzivo rwakadzama pamusoro petsika namagariro nezvitendero zvaVaShona
-Rinobatsira vadzidzi kugona kupa dudziro yemanzwi anoreva zvakawanda
-Rinobatsira vadzidzi kugona kududza manzwi zvakanaka
-Rinoisa vana pakati pezvidzidzo kubudikidza nokuvapa mibvunzo
-Rinopa vadzidzi unyanzvi hwekunyora, kurondedzera nokuteerera nganonyorwa zvichizoumba hwaro hwevanyori vamangwana
-Rinodzidzisa vadzidzi kushandisa musambo wokutaura wakakodzera zvichienderana nenguva
-Rinopa vadzidzi unyanzvi hwokududzira madimikira nechibhende



