Availability: In Stock

Marwadzo

Original price was: $7,00.Current price is: $6,00.

Marwadzo is a book that has a complex plot which encompasses various subjects. The main theme of the book is the negative effects of 2008 drought and famine in Zimbabwe which include crime, environmental degradation, malnutrition, prostitution, shortage of basic commodities and poor social services.

Category:
Report Abuse

Description

Kana vanhu vakapindwa nenzara vanoshandika nokushunika maga riri avo vachiva zvimbwamupengo here? Nzara nehurombo zvegore ra2008 izvo zvinon’en’enura vanhu sezvine mazino zvichidzvara marwadzo kuvagari veBwembazi zvinoita kuti vanhu varambe vakadaro here? Kana vakashanduka vakashanduka kusvika pakaita sei? Marwadzo inyaya inotora nzvimbo mudunhu reJokwe nenzvimbo dzakaipoteredza. Inotanga nokuwanikwa Simbarashe Munemo akapondwa nembavhamhondi muchitoro chomukwasha wake William Mabhunu izvo Zvinosiya vagari veChoga vasina kana neromuromo. Ko ndiyani wakaponda Simbarashe? Waimuponderei? Mukati me Marwadzo aya Nyemudzai naBwegadzi ndevamwe vevanhu vanotiza misha vachiinda kwazvakarehwa kudhorobha. Zvii zvinozoitika kumadhorobhako uye zvinosara zvichiitika kumhuri dzavo? Ko mhondi yaSimba inozobatwa here? Inobatwa sei? Mhinduro dzemibvunzo yese iyi dzinorukwa naTavarwisa noumhizha hwemuruki wetswanda. Verengai muzvinzwire zvizere.

Product Enquiry